Huyai timbotaurirana chokwadi ndezvipi zvawaitarisira pawakaroorwa or pawakaroora ukasanozviona. Wakanzwa sei uye wakazozvitora sei.
2) Ndezvipi zvawaitarisira or zvawaifungidzira Kuti zvichaiitika zvikakona muchitanga kupinda murudo uye zvakakonzerwa nei . Let’s discuss: